ZVAKANAKIRA MUKAKA WAAMAI
1.Ndiko kudya kwekutanga kwemwana
2.Une kudya kunovaka muviri
3. Une mvura yakakwana
4.une masoja anodzivirira zvirwere
5.unogaika nyore
6.unovaka ukama pakati pamai nemwana
7.unogara uripo
8.hautengwe
9.unosimbisa meno nemabhonzo
10.ndeimwe nzira yokurera mhuri
11.haudi kubikwa kana kudziisa
12.unodziya zvokuti mwana haasangani nedambudziko remabayo
13.unoderedza dambudziko remanyoka kumwana
NB*** VEBAZI ROUTANO VANOKURUDZIRA KUPA MWANA MUKAKA WAAMAI CHETE PASINA KUPA KUMWE KUDYA KWEMWEDZI MITANHATU YAKAZARA UYE KURUMURA PAMAKORE MAVIRI